lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu alick macheso – chengetai

Loading...

[verse 1: al!ck macheso]
mazuva aye atakadanana
amai vevana ndarangarira
mazuva aye atakadanana
amai vevana ndarangarira
oooh oooh chengetai
mai vevana vangu ndinokuda zvangu
oooh oooh chengetai
mwene werudo rw~ngu ndinokuda zvangu

[verse 2: al!ck macheso]
pane vazhinji vaida iwe neni
tiparadzane titadze kufara mufaro wanhasi
pane vazhinji vaida iwe neni
tiparadzane titadze kufara mufaro wanhasi
oooh oooh chengetai
hatingashandudzi nekuti kwazo kubvuta
oooh oooh chengetai
hatingashandudzi nekuti kwazo kubvuta

[break 1: jonas kasamba]
[?]

[verse 3: al!ck macheso]
ndarangarira mazuva enhamo tairarira nekufuga divi rimwe
ndarangarira mazuva enhamo tairarira nekufuga divi rimwe
oooh oooh chengetai
mwari vane nyasha vanongoita kuda kwavo
oooh oooh chengetai
mwari vane nyasha vanongoita kuda kwavo
[break 2: jonas kasamba]
jimmy jimalo

[verse 4: al!ck macheso]
ndarangaridzwa rudo ne shamwari
vane vavo vеrudo ini handina w~ngu
ndarangaridzwa rudo ne shamwari
vane vavo verudo ini handina w~ngu
hеzvooo pandiri pano
regai ndiende k~mba ndione chengetai
hezvooo pandiri pano
regai ndiende k~mba ndione chengetai
oooh mama chenge, chengeta

[break 3: jonas kasamba]
[?]

[break 4: jonas kasamba]
double e

[verse 5: al!ck macheso]
chekutanga ndinotenda vatezvara vangu vakandiberekera
chekutanga ndinotenda va ambuya vangu vakandiberekera
mai vevana vevangu
ndiye mwene werudo rw~ngu
chekutanga ndinotenda baba namai vangu vakakuberekera (inini, inini)
chechipiri ndinotenda baba namai
vangu vakakuberekera baba vevana vako
ndini mwene werudo rwako
[chorus: al!ck macheso]
chero makamuzivisa kuti ngaazvichengete
isu tichamuchengetawo azoziva kuchengeta
avo vane tarisiro ingade chengeto yake sa chengetai
sa chengetai

[chrous: al!ck macheso]
chero makamuzivisa kuti ngaazvichengete
isu tichamuchengetawo azoziva kuchengeta
avo vane tarisiro ingade chengeto yake sa chengetai
sa chengetai
sa chengetai

[outro: jonas kasamba]
nekuti ndezvashe~eh


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...