lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu alick macheso & orchestra mberikwazvo – madhawu

Loading...

anga aripo muvimbiki wandaivimba naye munazvo zvese mhayi
kondaizivei kuti ndirikuzvicheneka
kutadza kunyarikana nepamusana pekusazvibata
madhawu hawudaro
dzimwe dzenyanya ndaitokurukura naye mufunge mhayi
kusaziva kuti ndatomupa mavambo
kutadza kunyarikana nepamusana pekusazvibata
madhawu hawudaro
tirotseyiwo tigare tinegadziriro
tirotseyiwo tigare tinegadziriro
chik-mbiro chedu ndechekuti baba mutivandudzewo
chik-mbiro chedu ndechekuti baba mutivandudzewo
tidzikunirewo pfungwa
baba tsikai mufaro matiri
tidzikunirewo pfungwa
baba tsikai mufaro matiri
ndiyemungeri madhawu uyo
hepo pamitongo iye wonyara
ari munyengeri hunde
moyo wake wofara atiparadzanisa
chero tikanyengetedzana hapachina chivimbo
uyo nouyo ati pari ndichavimbanaye nauya para ati nedzi haachavimbika
tidzikunirewo pfungwa
baba tsikai mufaro matiri
tidzikunirewo pfungwa
baba tsikai mufaro matiri
chinokufadza chiiko madhawu iwe?
mushe wemumwe watoparara
kuvaka igo iwe wopakaza … amai
kuvamusha iye wopaza …. aamai
ungakure seiko musha wacho ..amai
zvido zvenyu kunyanya veduwe
ndizvozvaita kuti tive pano nhasi
zvido zvenyu kunyanya vehama
ndizvozvaita kuti tive pano nhasi


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...