lirik lagu zimchild - handimiswe
(intro)
ooo oh yeah
yeah yeah (ptk na cashlibs)
zimchild again ah
yeah yeah ahh
(build up)
inzwa zvandinoda kutaura
pane vakawanda vanoda kundivenga
pane 1 thing chandoda kuvaudza
kuti zimchild haafe akambomiswa
(chorus)
handimiswe
handimiswe
handimiswe
vanemuswe x2
(verse)
ndakavaudza kubvira kudara
mangoma ndakatopinda kubvira ‘dara
pamangoma ndovauraya nemabara
zimchild again ava vakatosara
ndichi rova zvima number
ndichi rova zvima number
vaudze kuti mangoma ndinorova ngoma plenty
ndofadza vaskana kunyangwe emily
zimchild again, ah di dancehall prince
(chorus)
handimiswe
handimiswe
handimiswe
vanemuswe x2
(verse)
kubvira pandakatanga mangoma
vanotoziva kuti ini ndinomagona
ndosaka vanhu ava vachi venga
kuti tarisa pasi ndozvavano gona
ndoda k~mboenda ku hong kong
ndichi rova gucci ivo mabilabong
ini ndakava kure
ndodakuenda mberi kwete k~mashure (vroom vroom)
(chorus)
handimiswe
handimiswe
handimiswe
vanemuswe x2
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu leónxfleim - soldier
- lirik lagu fragile animals - which comes first
- lirik lagu breeder lw - ni kubaya
- lirik lagu 3 um só - play na live
- lirik lagu nga - nasci pra isso
- lirik lagu hadi (dolo) - atl 2 la
- lirik lagu rubén blades - blackaman
- lirik lagu solezz - i dont!
- lirik lagu cmh - верните мой 2007 remake (give me back my 2007 remake)
- lirik lagu duki - me fumo otro palo*