lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu winky d - siya

Loading...

[intro]
jah know
pabho
oskid
lyaan
meso tinawo tinomaonesa zvisizvo
mak~mbo tinawoo tomaendesa kusirikoo
hana tinadzo dzinorovera zvisiko
pfungwa tinadzo tinongofunga zviripo

[chorus]
zvisina dikita rangu kani maoko angu siya
zvisina kuda kw~ngu moyo w~ngu siya
rusiri rwendo rw~ngu kani mak~mbo angu mira
asiri mashoko angu muromo w~ngu pfira
haiwa chingoramba haa ah~ah haaa
haiwa chingoramba haa ah ah haaa
iwe meso chingoramba haa ah~ah aha
mak~mbo chingoramba haa ah ah haaa

[verse 1]
humwe huranda hunouya nekuda kugamuchira
dai wavhura meso unofa munzira
zvimwe zvino nyudza buda munzira
ndamba kuudzwa akasiya jiraa
zvinoyevedza zvine kakuvharira
saka pakutambira ngwarira
kugona ngoma huipfavira
unofira mukuravira
[chorus]
zvisina dikita rangu kani maoko angu siya
zvisina kuda kw~ngu moyo w~ngu siya
rusiri rwendo rw~ngu kani mak~mbo angu mira
asiri mashoko angu muromo w~ngu pfira
haiwa chingoramba haa ah~ah haaa
haiwa chingoramba haa ah ah haaa
iwe meso chingoramba haa ah~ah aha
mak~mbo chingoramba haa ah ah haaa

[verse 2]
musandisiye ndichiita zvandisingazogona
tsoka usandiendese kwandinono chona
ziso tarisa zvimwe handidi kuona
chandinongochemera kupona
tinofira kusada kuva shure
asi mberi kune rufu mhanduwe
asi hatidzokere shure
moyo w~ngu ndibatsire ndinyumwe

[chorus]
zvisina dikita rangu kani maoko angu siya
zvisina kuda kw~ngu moyo w~ngu siya
rusiri rwendo rw~ngu kani mak~mbo angu mira
asiri mashoko angu muromo w~ngu pfira
haiwa chingoramba haa ah~ah haaa
haiwa chingoramba haa ah ah haaa
iwe meso chingoramba haa ah~ah aha
mak~mbo chingoramba haa ah ah haaa


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...