lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu voltz jt - rerukai

Loading...

ok please rerukai rerukai itai kuti vagaye kuti hamupo itai kuti vagaye makadhiba makadhiba but ndivo vakadhibha please batikai, batikai batikai kwamunenge matsvagwa kwamusingadiwe then hamupo kwamusiri kudiwa imimi hamupo
panorairwa mwana wamambo batikai namatai musajambwe ne info chenjerai magood guys ari evil
wonerai ma hero ari evilhanzi ukangomira kuchovha watyora bikehatimire kufunga chero tiri highparezvino tirikukwana mubig 5parezvino mukundikwata big timecoming to my house muchindibvunza zvemababy enyujahman sungai imbwa dzenyu paden penyumusadhibe kundibvisa munyaya dzenyu
ok pleasererukai rerukaiitai kuti vagaye kuti hamupoitai kuti vagaye makadhibamakadhiba but ndivo vakadhibhaplease batikai, batikaibatikai kwamunеnge matsvagwakwamusingadiwe then hamupokwamusiri kudiwa imimi hamupo you livе once, they say that wakuda kubhaizathey say that dzakuda kutaidamadrama queen ana malaichandovema crop top nema bikerrerukai vasaziye zvamunotembamujacket mogona kubuda bhembamoyo black kunge jumbo rema somaikdai taisarapper taichara vanhu pazimexdai taisarapper taichara vanhu pazimex


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...