lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu tony lyas feat. ti gonzi – ngwarira

Loading...

intro:

(tony lyas & ti gonzi)

tony lyas, the paladin, ti gonzi
rockers tipa vafanha ava kuti ma junior, waiziva (imwe type) ma junior vafanha ava
hip-hop yeku ghetto
toita sei ?
get away matsaga ese

heavy!

chorus:

(tony lyas & ti gonzi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

verse 1:

(tony lyas)

kuswera waka leza
vamwe vachi seenza
uchi bunker ma lesson, vamwe vachipfekedzwa ma blazer
iwewe waka easer
signal busy, nhamo ichakupinza (ehye ichakupinza)
uriseiko mface w-ngu ti gonzi ? sha, ndati ndikuudze zvirikuitika areas
ma baby ese (ese) vaakuda kuita ma yellow bones
vakushandisa zveku tsvukisa, vaakushandisa ma ponds
asi one day nhamo ichavabata konzi va’a ku looker se zvimupanzi
vaaku semwa nema blaz
kuzoti shasha dziya dzisinga teerere vana moms
dai game iyoyo maiita pause
musati maisa life pa njodzi

chorus:

(tony lyas & ti gonzi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

verse 2:

(ti gonzi)

boys!

ukuwona vanhu vese vaka budirira ?
vakashanda ne simba
vasikana vakatida tisati tapfimba
vakazochema kuda kubvisa mimba
vamwe vaizviti vakangwara vachitorera vanhu ma phone
vakazozviwona kuti ma liars, ma lyas kunge tony
ukaverenga ucha p-sser
wapedza uchawana basa
uka bunker ma lesson zvicha fasa
chero usina mari anenge ari ma thaza
munhu wese mu life, anokohwa zvaa rima
chero waka jeka mface w-ngu tinozongoona kuti ah zvaa rima
ndinonyima, asi mirai ndikupei zano
tsano mulife garai makazvi ninipisa
musazviite munhu ari nani, cause umwe munhu anenge atori christiano
ukasapfeka bhutsu, ucharumwa necho ku chera

chorus:

(tony lyas & ti gonzi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

verse 3:

(ti gonzi & tony lyas)

(ti gonzi)

mazino angu akurwadza nzeve ndaruma
ukango bvuma kuti ukashanda ne simba uchapfuma
uchazo tenda kuti “ti gonzi, ti gonzi” ndichi famba ndichizvinzwa kunge ndiri muma headphones

(tony lyas)

blaz mirai dzungu k-mhanyisana ne porisi
nekuti one day muchazogumisira mava muchitokisi
saka please, musaise life yenyu pa risk kunge nj-pisi dzek-ma avenues
please musaise life yenyu pa njodzi

chorus:

(tony lyas & ti gonzi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
ngwarira maunofamba uchibuda namo (namo)
ngwarira zvaun0bata zvichaunza nhamo (nhamo)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (boys)
zvichaunza nhamo (huhwi)

Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...