lirik lagu tongai moyo - takunda miedzo
[verse 1: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w~ngu imi moti aiwa, achazova w~ngu chaiye ndiyaniko ini)
[verse 2: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w~ngu imi moti aiwa, achazova w~ngu chaiye ndiyaniko ini)
[verse 3: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w~ngu imi moti kwete, achazova w~ngu chaiye ndiyaniko veduwee)
[verse 4: tongai moyo]
zvino zvamuri amai, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
[verse 5: tongai moyo]
zvino zvamuri tete, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
[verse 6: tongai moyo]
i~rudo rwako mudiwa w~ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda kuti tiwananee)
[verse 7: tongai moyo]
i~tsika dzangu mudiwa w~ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda tivanyadzise)
[chorus: tongai moyo]
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)

chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)

chero chiremba vanosungwa wani, (inga vanosungwa)

chero tsotsi rinochata wani, (inga rinochata)
chero rova rinochata wani, (inga rinochata)
chero windi anochata wani, (inga anochata)
chero dzenzai inochata wani, (inga inochata)

inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)

[repeated verses: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w~ngu imi moti aiwa, achazova w~ngu chaiye ndiyaniko ini)
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w~ngu imi moti kwete, achazova w~ngu chaiye ndiyaniko ini)
zvino zvamuri amai, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
zvino zvamuri tete, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
i~rudo rwako mudiwa w~ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda kuti tiwananee)
i~tsika dzangu mudiwa w~ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda tivanyadzise)
[chorus: tongai moyo]
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero chiremba vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero tsotsi rinochata wani, (inga rinochata)
chero rova rinochata wani, (inga rinochata)
chero windi anochata wani, (inga anochata)
chero dzenzai inochata wani, (inga inochata)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
[chorus: tongai moyo]
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero chiremba vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero tsotsi rinochata wani, (inga rinochata)
chero rova rinochata wani, (inga rinochata)
chero windi anochata wani, (inga anochata)
chero dzenzai inochata wani, (inga inochata)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
[solo bass guitar: savious karikodzi]
[verse 8: tongai moyo]
maihwee rudo rwondi parira, kana nehama dzose inga dzondivenga

shuwa shuwa rudo rwondi parira, kana nehama dzose inga dzondisema

Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu sapona - dreams of being forced to save the world
- lirik lagu billy nicholls - winter rose
- lirik lagu crashout (the band) - overnover
- lirik lagu rafoo - ora 12
- lirik lagu hercules & love affair & hips & lips - crossed lines
- lirik lagu obsidian tower - devour me
- lirik lagu risss - woods freestyle
- lirik lagu gmoneydt - knee deep
- lirik lagu hushmoney (rock) - let the dog drive home
- lirik lagu shan putha - rapappa / magnet