lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu tongai moyo - ndinotenda dhiya

Loading...

[chorus: tongai moyo]
ndinotenda dhiya, tsamba yawakanyora
yakasvika tsamba iyi, ndiri pakuchema
ndinotenda dhiya, tsamba yawakanyora
yakasvika tsamba iyi, ndiri pakuchema
ndozorodze pfungwa, ndiri pakuchema
ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara
ndozorodze pfungwa, ndiri pakuchema
ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara

[chorus: tongai moyo]
ndinotenda dhiya, tsamba yawakanyora
yakasvika tsamba iyi, ndiri mukusuwa
ndinotenda dhiya, tsamba yawakanyora
yakasvika tsamba iyi, ndiri mukusuwa
ndozorodze pfungwa, ndiri mukusuwa
ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara
ndozorodze pfungwa, ndiri mukusuwa
ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara

[verse 1: tongai moyo]
chiregondibata, k~meso kani dhiya w~ngu
ini pese pandiri, haa ndinorota iwe
chiregondibata, k~meso kani dhiya w~ngu
ini pese pandiri, haa, ndinorota iwe
nyangwe vari pasi, ndinopika navo
yatosvika nguva iyi, ndichachata newe
nyangwe vari pasi, ndinopika navo
yatosvika nguva iyi, ndichachata newe
[pre~chorus: tongai moyo]
zvinorema dhiya iwewe zvaunoda iwe
zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka
zvakaoma dhiya iwewe zvaunoda iwe
zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka
zvinonetsa dhiya iwewe zvaunoda iwe
vamwe varume, hoo, havambozvikwanisaka
ndofara muhana mangu zvaunoona iwe
zvaunoda iwewe havambozvikwanisa ava

[verse 2: tongai moyo]
varikure vanoda nditore iwe
vari kuno voti, “chatawoka naye”
varikure vanoda nditore iwe
vari kuno voti, “chatawoka naye”

[verse 3: tongai moyo]
ndiisewo muhana mako chokwadi dhiya
mai vangu vanoda nditore iwe
rangarira dhiya w~ngu ndinoda iwe
mhuri yekwedu inoda nditore iwe

[verse 4: tongai moyo]
kana uneni ndinofara pfungwa
kana uri kure iwe ndinoshaiwa hope
kana uripo dzinofara pfungwa
kana uri kure iwe ndinoshaiwa hope
[pre~chorus: tongai moyo]
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndinodada newe
dhiya ndimirire, dhiya ndinovimba newe
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya

[pre~chorus: tongai moyo]
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndinodada newe
dhiya ndimirire, dhiya ndichachata newe
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya
dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya

[verse 5: tongai moyo]
ndinofara mumwe w~ngu zvaunoda iwe
vamwe varume, hoo, havambozvikwanisaka
zvakaoma mumwe w~ngu zvaunoda iwe
vamwe varume, hoo, havambozvikwanisaka

[pre~chorus: tongai moyo]{
zvinorema dhiya iwewe zvaunoda iwe
zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka
ndinotenda dhiya w~ngu zvaunofarira
zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...