lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu tongai moyo - ndazvimba mapapu

Loading...

[verse 1: tongai moyo]
dhiya w~ngu ndakakunyorera tsamba yerudo
koo, unouya here kuzondiona ini ndowore moyo?
uchakaruka ndaendazve?

[verse 2: tongai moyo]
dhiya w~ngu ndakakunyorera tsamba yerudo
koo, unouya here kuzondiona ini ndowore moyo?
uchakaruka ndaendazve?
nguva yese ndakangomirira ini
uchingoti iwewe ‘chimbondimirira ndichambokura’
asi ndaore moyo uchakura rinizve?
gore rese ndakangomirira
kutarira iweka unouya here kuzondiona ini ndaore moyo?
uchakaruka ndafunga kure

[verse 3: tongai moyo]
rudo neni hauchina iwe, kana tsamba chaiyo hauchanyori
dhiya iwe ini ndaore moyo uchakura ndafunga kure
rudo neni hauchina iwe, kana tsamba chaiyo hauchanyori
dhiya iwe ini ndaore moyo uchakura ndafunga kure
iyo iyo iyo
dzandinetsa ndangariro iwe

[verse 4: tongai moyo]
iyo iyo iyo
dzandinetsa ndangariro iwe
rudo, rudo, rudo iwе
ndazvimba mapapu ndakufunga iwe
rudo, rudo, rudo iwe
ndazvimba mapapu ndakufunga iwe
[verse 5: tongai moyo]
dhiya w~ngu ndakakunyorеra tsamba yerudo
koo unouya here kuzondiona ini ndowore moyo?
uchakaruka ndaendazve
nguva yese ndakangomirira ini
uchingoti iwewe ‘chimbondimirira ndichambokura’
asi ndawore moyo, uchakura rinizve?

[verse 6: tongai moyo]
rudo neni hauchina iwe
kana tsamba chaiyo hauchanyori
dhiya iwe ini ndowore moyo, uchakaruka ndafunga kure

[verse 7: tongai moyo]
iyo iyo iyo
dzandinetsa ndangariro iwe

[verse 8: tongai moyo]
rudo, rudo, rudo iwe
ndazvimba mapapu ndakufunga iwe

[verse 9: tongai moyo]
iyo iyo iyo
dzandinetsa ndangariro iwe
rudo, rudo, rudo iwe
ndazvimba mapapu ndakufunga iwe
[pre~chorus: tongai moyo]
chirega kugunun’una mumwe w~ngu iwe
ndakakutakura mupfungwa iwe
chirega kugunun’una mumwe w~ngu iwe
ndakakutakura mupfungwa iwe
chirega kudemba demba ruva rangu iwe
ndakakutakura muhana iwe
chirega kudemba demba ruva rangu iwe
ndakakutakura muhana iwe
chirega kugunun’una mumwe w~ngu iwe
ndakakusenga mupfungwa iwe

[pre~chorus: tongai moyo]
chirega kugunun’una mumwe w~ngu iwe
ndakakutakura mupfungwa iwe
chirega kugunun’una mumwe w~ngu iwe
ndakakutakura mupfungwa iwe
chirega kudemba demba ruva rangu iwe
ndakakutakura muhana iwe
chirega kudemba demba ruva rangu iwe
ndakakutakura muhana iwe
chirega kugunun’una dhiya iwe
ndakakusenga mupfungwa iwe


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...