lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu tongai moyo - kapuka kanonzi rudo

Loading...

[verse 1: tongai moyo & utakataka express]
varume
ndikafunga, kapuka kanonzi rudo (vakomana)
dzimwe nguva, hana yangu inorova (veduwe)
ndikafunga, kapuka kanonzi rudo (vakomana)
dzimwe nguva, hana yangu inofara (varume)
ndikafunga, kapuka kanonzi rudo (vakomana)
dzimwe nguva, hana yangu inorova (pane vamwe)
pane vamwe, vana baba vakatisiya (chokwadi)
pamusana, pake iye rudo (pane vamwe)
pane vamwe, vana mai vakatisiya (chokwadi)
pamusana, pake iye rudo
vazhinji (vazhinji vacho tarirai varikufara)
chokwadi (pamusana pake iye rudo)
vazhinji vacho (vazhinji dzimba dzakatomira)
ingawani (pamusana pake iye rudo)
vazhinji vacho (vazhinji vacho tarirai tarirai vakatopfuma)
chokwadi (pamusana pake iye rudo)
vamwe vacho (vamwe vacho tarirai varikushanda)
ingawani (pamusana pake iye rudo)
vamwe vacho (vamwe vacho mabasa akatopera)
chokwadi (pamusana pake iye rudo)
vamwe vacho (vamwe vacho tarirai vakatosuwa)
ingawani (pamusana pake iye rudo)
varume
ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana)
dzimwe nguva hana yangu inorova (veduwe)
ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana)
dzimwе nguva hana yangu inofara (ndafunga)
ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana)
dzimwe nguva, hana yangu inorova
[verse 2: tongai moyo]
tarira vamwe varikuchema nеrudo
chiona vamwe vakagarika ivava
tarira vamwe varikuchema nerudo
chiona vamwe vakagarika ivava
tarira mumwe varikuchema nerudo
chiona mumwe vakagarika ivava

[pre~chorus: tongai moyo]
koiwe unochemei usina k~mbotukwa iwe
rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh
rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh
rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh
rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh
rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh
asi rwuchinaka dzimwe nguva, ohh
koiwe unochemei usina k~mbotukwa iwe
rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh
rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh
rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh
rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh
rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh
asi rwuchinaka dzimwe nguva, ohh

[verse 3: tongai moyo]
rudo kana rwonaka
rwunodeedzera, “maihwe ndanakidzwa”
huya uone
asi kana chobvondoka
“iii maihwe ndabaiwa kamoyo kangu”
rudo kana rwonaka
rwunodeedzera, “maihwe ndanakidzwa”
huya uone
asi kana chobvondoka
“iii maihwe ndabaiwa kamoyo kangu”


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...