lirik lagu tongai moyo - funga kaviri
[verse 1: tongai moyo]
tirikupurudza kupururudzira muroora awuya pamwe tiri kupururudzira, (nhamooo iyooo)
[verse 2: tongai moyo]
tiri kupemberera~kupemberera mvura yanaya pamwe tiri kupemberera, (mheni ichatiparadza iyooo)
uri kupemberera~kupemberera wadiwa neshoroma, pamwe uchaona, (ane zvikwambo uyooo)
[chrous: tongai moyo]
maoko edu hama~wee, an0bata twakawanda wanda, maoko edu hama~wee, an0bata twakawanda wanda
ipfungwa dzedu hama~we, dzinofunga zvakawanda wanda, ipfungwa dzedu hama~we, dzinofunga zvakawanda wanda
maziso edu hama~we anoona twakawanda wanda, maziso edu hama~we anoona twakawanda wanda
[verse 3: tongai moyo]
apa zvatirikuona, nemeso edu aya handizvo zvatirikuona
apa zvatiri kufunga, nepfungwa dzedu kani, handizvo zvatiri kufunga
apa zvatiri kubata, nemaoko edu aya handizvo zvatiri kubata
[chorus: tongai moyo]
maoko edu hama~wee, an0bata twakawanda wanda
ipfungwa dzedu hama~we, dzinofunga zvakawanda wanda
maziso edu hama~wе anoona twakawanda wanda
[chant 1: tongai moyo & shiga shiga]
eh shiga shiga pinda panyanga, pinda panyanga
show dem you are number onе
toleka
eh kasamoto system, kasamoto system
he is mopao mokonzi, murozvi mukuru, muridzi wenyaya, tongai moyo nautakataka express vakomana vemucheno, hehehe
[chant 2: tongai moyo]
chris musabayana, panganayi hare bulawayo, chipaz chipaz, hehehe, madana so, mc panda, zvendema, kayembe, kwamusongo
[chant 3: shiga shiga]
eeeeee yeee, eeeeee yeee
ahmusembele, sembele (van~z~mbabwe)
ahmusembele, sembele (namibia ehe)
[chant 4: tongai moyo & shiga shiga]
eh wawanda munda wenzi wafungdzira kuti ndakutione
simuka takuona, shiga show dem
isu tatuwuuya, (hee)
nyaya yadhewa, (hee)
mopao mokonzi, (hee)
murozvi mukuru, (hee)
woahhhh
[chant 5: tongai moyo]
eh mwari hanamate, manje akanamata, achatamata ani?
toleka
hehehe
[pre~chorus: tongai moyo]
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
[second pre~chorus: tongai moyo]
nekuti zvatirikuona, nemeso edu aya handizvo zvatirikuona
apa zvatiri kufunga, nepfungwa dzedu kani, handizvo zvatiri kufunga
apa zvatiri kubata, nemaoko edu aya handizvo zvatiri kubata
[chorus: tongai moyo]
maoko edu hama~wee, an0bata twakawanda wanda, maoko edu hama~wee, an0bata twakawanda wanda
ipfungwa dzedu hama~we, dzinofunga twakawanda wanda
maziso edu hama~we anoona twakawanda wanda
[pre~chorus: tongai moyo]
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete~oh
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu ff (prt) - sigo a voz p'ra ver
- lirik lagu zamir - love//sick
- lirik lagu javacats - i told my therapist about you
- lirik lagu guatemala - questione di millimetri
- lirik lagu painless (deu) - letzte freude - remaster
- lirik lagu omega mcbride - you know (mcb mix)
- lirik lagu renata ślesicka - miał 1,9m
- lirik lagu brother elio - scottish street
- lirik lagu baby smoove - so into you
- lirik lagu cletus strap - coo wit u