lirik lagu tongai moyo - chiriyo (see you)
[verse 1]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w~ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
[verse 2]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w~ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
[verse 3]
zino rako rinoonekwa, (mukundituka ndafunga zvekutura mafemo)
[verse 4]
esimba rako rinoonekwa, (mukundirowa ndafunga zvekutura mafemo)
[verse 5]
amai vangu vanochema, (mwana w~ngu wapera nekuonda seiko)
[verse 6]
ebaba vangu vakasuwa, (mwana w~ngu wapera nekuonda seiko)
[verse 7]
ndakashingrira zvikaramba, (dhiya w~ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
[verse 8]
ndakashingrira zvikaramba, (mumwe w~ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
[chorus]
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa

ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa~iwe

[pre~chorus]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w~ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w~ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
esimba rako rinoonekwa, (mukundirowa ndafunga zvekutura mafemo)
amai vangu vanochema, (mwana w~ngu wapera nekuonda seiko)
etete vangu vakasuwa, (mwana w~ngu wapera nekuonda seiko)
ndakashingrira zvikaramba, (dhiya w~ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
[chorus]
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu bilal hassani - je ne pleure pas (live)
- lirik lagu chucky73 & ntg - yakuza
- lirik lagu boogie dinero - bruce wayne
- lirik lagu hauntgat - watch out
- lirik lagu sadlistgang - y3k girl
- lirik lagu chasing desolation - halloween
- lirik lagu 暁records (akatsukirecords) - medicine drugs
- lirik lagu lúa (mex) - anillos
- lirik lagu hilton tavares - chorei na vaquejada
- lirik lagu vvalid - i know