lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu soul jah love – hove huru

Loading...

[intro: soul jah love]
(ptk music)
television ting
high definition
chigunduru gunduru
haga, haga
makuruwani

[verse 1: soul jah love]
ndanzwa ngoma ichiita kunge chipantsula
inzwa inini ndaipinda pachi gorilla
inini ndasvipa moto kuita kunge godzilla
ndichivasveta ropa kuita kunge dracula
vese ndavaona vari kutatarika
ngoma irikurira vari kupaparika
ndini ndavadhaka siya vadzedzereka
semhepo vese varikupepereka
asi rasta zunzai mukwende
ptk ridza tiende
ndokuti vese vatende
patinosvika ita kuti vahwande

[chorus: soul jah love]
isusu hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-ba
unonakirwa wasvika
hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-bababababababa

[verse 2: soul jah love]
vari kunwa malager kana macider
kuno unotouya wadecider
mari yerent wogara wadivider
nekuti mangoma isu tiri kurider
murder, handisi kugedha gedha
kutamba ngoma kunge chivhedha
kwese ndichivarova maheader
vopa kutenda

[chorus: soul jah love]
isusu hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-ba
unonakirwa wasvika
hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-bababababababa

[verse 3: soul jah love]
nyangwe tiripa 1 plus 1
maoko mudenga bvisai ngowani
chitsayera icho chinyowani
kana uriwega tsvaga mumwe one
chibababa ndimakuru wani
ah inga munondida wani
mangoma ndoari nani
nekuti ndinomakanga mupan

[bridge: soul jah love]
hatibatike hatikundike
dhanzi nyowani yekuzvikanda
handikendenge inonzi handikendenge
isusu hatibatike hatikundike
dhanzi nyowani yekuzvikanda
handikendenge inonzi hatiketeke

[pre-chorus: soul jah love]
awona ptk
ah, hove huru
sunshine, hove huru
gaza me say, hove huru
hatibatike kwakachena nekuti

[chorus: soul jah love]
hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-ba
unon…
(laughs)
television
high definition
makuruwani
chigunduru gunduru, chigunduru gunduru

[verse 1: soul jah love]
ndanzwa ngoma ichiita kunge chipantsula
inzwa inini ndaipinda pachigorrila
inini ndasvipa moto kuita kunge godzilla
ndichivasveta ropa kuita kunge dracula
vese ndavaona vari kutatarika
ngoma irikurira vari kupaparika
ndini ndavadhaka siya vadzedzereka
semhepo vese varikupepereka
asi rasta zunzai mukwende
ptk ridza tiende
ndokuti vese vatende
patinosvika ita kuti vahwande

[chorus: soul jah love]
isusu hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-ba
unonakirwa wasvika
hatibatike kana kwakachena
hove huru dzinodyira kwasviba
chiba-ba-ba-bababababababa


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...