
lirik lagu somandla ndebele & tongai moyo - masimba amwari
[verse 1: somandla ndebele]
musiki w~ngu ishe mwari munoera kurarama kw~ngu kwazondikurira
[verse 2: somandla ndebele]
musiki w~ngu ishe mwari wemasimba kurarama kw~ngu kwazondikunda
ndinozviziva ndikafa nhasi, hapana achakwanisa kundimutsa
[verse 3: tongai moyo]
kufa mutongo wakagara uriko hazvine mhaka, wananga ariko
[verse 4: somandla ndebele]
tongai pauri apa uri mugwanza, w~ngomirira kutorwa nenguva
[verse 5: tongai moyo]
soma pauri apa uri mugwara, w~ngomirira kutorwa nenguva
[verse 6: somandla ndebele]
ruzivo makatipa hapana panyika, zvichienderana neshungu dzedu pakudzidza
[verse 7: tongai moyo]
chitima chikafa, tinomiramira, munhu akafa tinokoniwa
[verse 8: somandla ndebele]
ndege ikafa, un0bata~bata, mwana akafa, tinosurrender
[verse 9: tongai moyo]
mota ikafa, tinoshingirira, amai akafa, tinoyuwira
[chorus: somandla ndebele]
masimba amwari, haana mapitse, kutonga kwamwari ndizvozvinoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari ndikokunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari kungava kufa kunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kutonga kwamwari ndikokunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari ndikokunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari kungava kufa kunoitika
[pre~chorus: somandla ndebele & tongai moyo]
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wandindiwandira (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wandindiwandira (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), ndinavo (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), ndinavo (ishe)
moyo wekurera, ihiii ndiwo uzerе
moyo wekurera, ihiii ndiwo uzerе
[verse 10: somandla ndebele]
ndakangoshanda wani mhiri kwemakungwa, twakawanda twandakauya ndikareva
[verse 11: somandla ndebele]
ko vese vanotisiya varipi?, vanotadza neiko kuwuuya kuzoreva?
[verse 12: somandla ndebele]
kana masatellite dishy ariko, vanotadza neiko kuona kwariko?
[verse 13: tongai moyo]
ndinozviziva ndikafa nhasi, hapana akwanise kundimutsa
[verse 14: somandla ndebele]
tongai pauri apa uri mugwanza, w~ngomirira kutorwa nenguva
[verse 15: tongai moyo]
soma pauri apa uri mugwara, w~ngomirira kutorwa nenguva
[verse 16: somandla ndebele & tongai moyo]
nemi pamuri apa uri mugwara, w~ngomirira kutorwa nenguva
[verse 17: somandla ndebele & tongai moyo]
tese patiri apa tiri mugwara, tangomirira kutorwa nenguva
[verse 18: tongai moyo & somandla ndebele]
ishe huya~oo mutiyambutse, mwari huya~oo mutinunure
ishe huya~oo mutiyambutse, mwari huya~oo mutinunure
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
[verse 19: tongai moyo & somandla ndebele]
ishe huya~oo mutiyambutse, mwari huya~oo mutinunure
ishe huya~oo mutiyambutse, mwari huya~oo mutinunure
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
[pre~chorus & outro: tongai moyo & somandla ndebele]
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), ndiwo uzere, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wazondikunda, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), ndiwo uzekwe, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w~ngu), ndiwo uzekwe, (ishe)
moyo wekurera, wazondibata
moyo wekurera, wazondikunda
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu turtle skull - empty ships
- lirik lagu royal fam - mic ammo (extended remix)
- lirik lagu a+ (rap) - parkside coalition
- lirik lagu phantasmerda - a extinção dos dodôs
- lirik lagu various artists - sister suki
- lirik lagu wuu - crashout
- lirik lagu fedoromousl - back2daracks
- lirik lagu letlive. - the dope beat rendition (revisited)
- lirik lagu kaj - där hjärtat bor
- lirik lagu gaise baba - surely