
lirik lagu shingi mavima - fambai madya
oh
(verse 1)
hatizivi zviri mberi
kana weukama wanokureva chekuseri
active enemies are easy, watch tom and jerry
it be your own team wayne bridge, john terry
but, takabva neko, ain’t no sugar cane there
hakuna rudo, treachery and pain there
i’ve seen the best of men straight up go insane there
you can get your big break, and then they break you the same year
just speaking from expеrience
gore riya ndanga ndapinda dеlirious
middle of the night sweats, panga pari serious
muchifunga kuti majokes, mukadota mai phineas
carry the necessary, & don’t hit life commando
ndezvekuvaka izvi, handiz kutsvaga sando
to these kids i’m the godfather, shingi brando
over riddims and raps though, word to manando
(chorus)
fambai madya boys: kunze uku kune mabhinya, hura hwoda kutsiga, kut tifambe takagwinya
rarai makacharga phone: don’t wait for makuseni, if you stay ready you ain’t gotta get ready
natsai kwamabva boys: haa ipapa hamujute, rambai muchiyeuka parere rukuvhute
tangai manamata guys: pasi pano handi pedu, tingori paurendo, uve mucherechedzo
(verse 2)
garai makavhara goni
varoyi havapoti vachinyanyoti hodhi
kana moshanda musashanda zvekungoshandira ngozi
wanai mukana wekufara, movarairwa mhoni
nothing lasts forever, i’ve seen empires defeated
somebody posted that i suck, even vampires retweeted
chero uchinatsa sei, watch out uongorore
sahwira anokuchekeresa, blaise compaore
been tryna get delivered~ haizi nyore nyore
ndambobva murutsva, saka regerai zvipore
ndaona matoc~cka, don’t shoot the messenger
life iri kutofamba iwe ungori passenger
mwedzi ikave mwaka, misi ichingopindana
mbudzi became ndira, chikunguru gunyana
mazuva achingorema, meso ichifinyama
iwewe nemumvuri dzamutsanamutsana
(chorus)
fambai madya boys: kunze uku kune mabhinya, hura hwoda kutsiga, kut tifambe takagwinya
rarai makacharga phone: don’t wait for makuseni, if you stay ready you ain’t gotta get ready
natsai kwamabva boys: haa ipapa hamujute, rambai muchiyeuka parere rukuvhute
tangai manamata guys: pasi pano handi pedu, tingori paurendo, uve mucherechedzo
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu soraya moraes - cântico de ana
- lirik lagu skibaxter, got shine - еще (yeshche)
- lirik lagu tvorchi - #не_танцюю (#i_don’t_dance) [new year edition]
- lirik lagu tina turner - better be good to me (single edit)
- lirik lagu noir & haze & meduza - around
- lirik lagu imagination movers - bananaphone
- lirik lagu moon tang - hair
- lirik lagu viagra boys - you n33d me
- lirik lagu didi (ita) & matteo reggi - casa libera
- lirik lagu self esteem - mother