lirik lagu oliver mtukudzi – ndagarwa nhaka
[intro]
ndagarwa nhaka amai
ndagarwa nhaka munin’ina
ndagarwa nhaka ini
nemoyo chena
ndagarwa nhaka amai
ndagarwa nhaka munin’ina
ndagarwa nhaka ini
nemoyo chena
ndagarwa nhaka amai
ndagarwa nhaka munin’ina
ndagarwa nhaka ini
nemoyo chena
ndagarwa nhaka amai
ndagarwa nhaka munin’ina
ndagarwa nhaka ini
nemoyo chena
ndawana wekuchemera (wekuchemera mambo)
ndawana anondichengeta (anondichengetawo)
ndawana wekuturira (wekuturira mambo)
nekuyemera
ndawana wekuchemera mambo (wekuchemera mambo)
ndawana anondichengeta (anondichengetawo)
ndawana wekuturira mambo (wekuturira mambo)
nekuyemera
ndawana wekuchemera mambo
ndawana anondichengeta ini
ndawana wekuturira mambo

ndawana wekuturira (nekuturira mambo)
nekuyemera
ndawana wekuchemera mambo
ndawana anondichengeta ini
ndawana wekuturira mambo
nekuyemera
ndawana wekuchemera mambo (wekuchemera mambo)
ndawana anondichengeta (anondichengetawo)
ndawana wekuturira mambo (wekuturira mambo)
nekuyemera
ndawana wekuchemera mambo
ndawana anondichengeta
ndawana wekuturira mambo
nekuyemera
[outro]
ndawana wekuchemera
ndawana anondichengeta
ndawana wekuturira
nekuyemera
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu waiian – real
- lirik lagu lũpḁ gang gang quartet – swamp girl
- lirik lagu casey mod – forget about me
- lirik lagu leon patillo – fire
- lirik lagu bares – untangling
- lirik lagu joanna teters – memories remain
- lirik lagu keep shelly in athens – horizon glow
- lirik lagu zachy beanpole – rain on me
- lirik lagu abra.mino – ocean
- lirik lagu bbymutha – roaches don’t die