lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu nicholas zakaria - ruregerero

Loading...

[verse 1: zakaria & macheso]
ndak~mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak~mbira ruregerero dzinza rekw~ngu
ndak~mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak~mbira ruregerero dzinza rekw~ngu
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw~ngu
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw~ngu

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa une shungu ngwarira k~muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une shungu ngwarira k~muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une kubatabata ngwarira k~muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
ukafa une kubatabata ngwarira k~muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k~muka chipoko apo ndaramba
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k~muka chipoko apo ndaramba
[verse 2: macheso]
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro isu?

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa neshungu ngwarira k~muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa neshungu ngwarira k~muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa nekubatabata ngwarira k~muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu

[outro: macheso]
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...