lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu nicholas zakaria - musoro wemba

Loading...

[verse 1: zakaria & macheso]
vamwe varume vanondishamisa zvikuru
kushora mai vemba sekunge mukadzi wemapoto
vamwe varume vanondishamisa zvikuru
kushora mai vemba sekunge mukadzi wemapoto
musoro wemba ndiani, ndimika baba
munopa mitemo, inosimbisa imba
musoro wemba ndiani, ndimika baba
munopa mitemo, inosimbisa imba
mukadzi kuita zvakanaka, ndiyoka mitemo
kana pasina mitemo, kana imba hapana
mukadzi kuita zvakanaka, ndiyoka mitemo
kana pasina mitemo, kana imba hapana

[pre~chorus: macheso & zakaria]
murume ndiro bango, rinosimudza imba
amai ndiyo mbariro, in0bata huswa hwedenga
murume ndiro bango, rinosimudza imba
amai ndiyo mbariro, in0bata huswa hwedenga
imi baba namai musashambadzane
kana muri vaviri, ndiyo inonzi imba
imi baba namai musashambadzane
kana muri vaviri, ndiyo inonzi imba

[pre~chorus: zakaria & macheso]
murume ndiro bango, rinosimudza imba
amai ndiyo mbariro, in0bata huswa hwedenga
murume ndiro bango, rinosimudza imba
amai ndiyo mbariro, in0bata huswa hwedenga
imi baba namai musashambadzane
kana muri vaviri, ndiyo inonzi imba
imi baba namai musashambadzane
kana muri vaviri, ndiyo inonzi imba


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...