lirik lagu muzzy d pilot - musandirega
ichii [oooh wooah]
yoh selector maly [ouh woah]
richboy [ooh woah] stivoe
oooh woah, huh!
1st verse
saka everyday, ndinopfugama
handiti life iyi izama(exam)
pese pandotadza munoti zama
hamumbondisiye hamumbondi dhama
asi, kana ndikapfuma
itai ndifare ndoziya pekuguma
hanty panyika ndimi makandituma
kwete kuti vehukama ndongosema [ndururu]
chorus
aaargh aaaargh woaaah
musandirega ndichizviita mupfumi
aaargh woooah
ndikangodaro kana mu life handikundi
aaargh woaaah
musandirega ndichizviita mupfumi
aaargh woooah
kudada ndinoda, asi kuhama hazvibudi
2nd verse
kana musoro ndika permer
hazvireve vaye vaye vasina ndakutovasema
handingasiye hama dzichichema
tozo sangana parufu patinenge takuchema
zvirinani uratidze rudo
nekuti mangwana hauzive waunoti ndipo
ku creator ma shades kunge bhimbo
newe paunochema ziva vanenge varipo
chorus
aaargh aaaargh woaaah
musandirega ndichizviita mupfumi
aaargh woooah
ndikangodaro kana mu life handikundi
aaargh woaaah
musandirega ndichizviita mupfumi
aaargh woooah
kudada ndinoda, asi kuhama hazvibudi
1st verse
ndinopfugama
handiti life iyi izama(exam)
pese pandotadza munoti zama
hamumbondisiye hamumbondi dhama
asi, kana ndikapfuma
itai ndifare ndoziya pekuguma
hanty panyika ndimi makandituma
kwete kuti vehukama ndongosema [ndururu]
chorus
aaargh aaaargh woaaah
musandirega ndichizviita mupfumi
aaargh woooah
ndikangodaro kana mu life handikundi
aaargh woaaah
musandirega ndichizviita mupfumi
aaargh woooah
kudada ndinoda, asi kuhama hazvibudi
outro
musandirega ndichizviita mupfumi
amana ka!
mu l..l..life #handikundi x4
aaargh woaaah
kuhama hazvibudi
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu ly raine - fotos tuyas
- lirik lagu 10cellphones - fireflies
- lirik lagu t-thug - d.d.d.
- lirik lagu kygo - love again*
- lirik lagu kid melt - прости меня (forgive me)
- lirik lagu kuba knap - cudze, nasze
- lirik lagu banwo - body rock
- lirik lagu alyssa mendonsa - khaabon ke parinday
- lirik lagu fracktion - goin' viral
- lirik lagu the artist - flows