
lirik lagu munya radzi - ndinaye
ma viper
makaipa
[chorus]
ndinenge ndinaye
nemumvura mesewo ndinaye
vanorwadziwa kundionawo ndinaye
kubude zuvawo kunaye
naye
ndinenge ndinaye
nemumvura mesewo ndinaye
vanorwadziwa kundionawo ndinaye
kubude zuvawo kunaye
naye
[verse 1]
in the bedroom its a royal rumble
i like the way you shake your body on a slow mo
hanzi wave star
saka smack it down raw
she not the type to keep it on low
kana twakakwidza my diva
mwanasikana wandikwidza temperature
for your love ndofamba makilometer
my senorita
ndiwe wandodisa
uve mai vеvana
[chorus]
ndinenge ndinaye
nеmumvura mesewo ndinaye
vanorwadziwa kundionawo ndinaye
kubude zuvawo kunaye
naye
ndinenge ndinaye
nemumvura mesewo ndinaye
vanorwadziwa kundionawo ndinaye
kubude zuvawo kunaye
naye
[verse 2]
drop it low for me mama
tambisa chiuno work work rihanna
ndiye aripamoyo no other
aripo handina chandinogaya
ndaramba kuputsirwa musha
nevanemakuhwa
vanoshoropodza
nekungotaurisa
kuti vhiringidza love
pangaite mashura
pangaite mashura shura
shura
[chorus]
ndinenge ndinaye
nemumvura mesewo ndinaye
vanorwadziwa kundionawo ndinaye
kubude zuvawo kunaye
naye
ndinenge ndinaye
nemumvura mesewo ndinaye
vanorwadziwa kundionawo ndinaye
kubude zuvawo kunaye
naye
[outro]
ndinenge ndinaye
ye
ndinenge ndinaye
ye ye
ndinenge ndinaye
ndinenge ndinenge
ndinaye
ye ye
ye ye ye
ye ye
ye ye ye
naye naye
naye naye
ndinenge ndinaye
ndinenge ndinaye
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu the taxpayers - circle protector
- lirik lagu mgm lett - hit the road
- lirik lagu kshmr, shy niko & datti - 7 days a freak
- lirik lagu iyo - figure it out (where i’m at right now) [the question]
- lirik lagu mark nadilo - blood & diamonds
- lirik lagu banda calypso - dois corações (volume 2, ao vivo)
- lirik lagu sylvie vartan - quand un amour renaît
- lirik lagu tee barbz blackchinn - put 'em on my
- lirik lagu razorlight - dirty luck
- lirik lagu 2 chainz - plug walk (remix)