lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu soul jah love – pamamonya ipapo

Loading...

[intro]
soul jah, soul jah, soul jah
tynash nasheltan
tauya nezvimapattern
chemica-ri
tonosangana mufina-ri, mafidza
apedza tinovaridza
tovasiya bp yakwidza, isu tine mafans
chiba ndikatii

[verse 1]
kunyange tichishorwa, paye paye patinotaurwa
nekuti pamwe pacho tinodzvurwa muduri mufunge tichitsarwa
varikuzviti vakawinner
asi mumwe musi tichavatema nezvidhinha
kunyangwe zvikanzi musi wechina
unoona pattern ndichivabinha, bvunza iye kinnah
hatina nguva yekutura mafemo
k-mangoma tinotobata matemo
ehee tovapawo mutemo
saka tichiimba tichishandisa tsumo

[chorus]
ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
ndinongomira pamamonya ipapo
chidya mafuta zviya zvisingakore
ndakangomira pamamonya ipapo
mahorse zvimaboss
tinongomira pamamonya ipapo
chibaba, chigunduru, mwana wasthembeni
pamamonya ipapo

[verse 2]
chirehwa-rehwa ndiana murehwa
i-smairi wamupa mari yehwahwa
ndopaunoona kuti van-bhowa
kuswera pabhawa futi every hour
hanzi chibaba hona vanhu kudhuma-dhuma
aihwa zvipiko vanojuma-juma
muchanyara patinopfuma-pfuma
kunge mombe dzichingok-ma-k-ma
(huma-huma)
vamwe vachiti ichi chirema zvakadaro ndichingorema
kuti ndafa apa ndichifema, ndipeyi yangu mari yechema

[chorus]
ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
ndinongomira pamamonya ipapo
chidya mafuta zviya zvisingakore
ndakangomira pamamonya ipapo
mahorse zvimaboss
tinongomira pamamonya ipapo
chibaba, chigunduru, mwana wasthembeni
pamamonya ipapo

[verse 3]
ndisauro mwana wasthembeni haasi mwana wacharmaine
anoda codeine haangadhakwe nechampagne
saka musaise pain nekuti iyezvino futi arikudawo gain
atoripo paka-pain
hobho zvibhakera kunge mayweather
rexin yakasiyana neleather
ende sauro handina basa neweather
nekuti zvese zvamunoda i will take it further
television, high definition

[chorus]
ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
ndinongomira pamamonya ipapo
chidya mafuta zviya zvisingakore
ndakangomira pamamonya ipapo
mahorse zvimaboss
tinongomira pamamonya ipapo
chibaba, chigunduru, mwana wasthembeni
pamamonya ipapo
ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
ndinongomira pamamonya ipapo
chidya mafuta zviya zvisingakore
ndakangomira pamamonya ipapo
mahorse zvimaboss
tinongomira pamamonya ipapo
chibaba, chigunduru, mwana wasthembeni
pamamonya ipapo

[verse 4]
kunze kungapisa, eh tinongopisa
hapana anomisa, zvichivashamisa
voda kundiwisa, ndichavadzidzisa
imimi musade kuzvisimbisa
nekuti kadya mafuta kasingakore
mangoma ndoimba ini handinyore
asi haasi nyore nyore
ita uyedze iwe unganyare
television, high definition

[chorus]
pamamonya ipapo
chidya mafuta zviya zvisingakore
ndakangomira pamamonya ipapo
mahorse zvimaboss
tinongomira pamamonya ipapo
chibaba, chigunduru, mwana wasthembeni
pamamonya ipapo
ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
ndinongomira pamamonya ipapo
chidya mafuta zviya zvisingakore
ndakangomira pamamonya ipapo
mahorse zvimaboss
tinongomira pamamonya ipapo
chibaba, chigunduru, mwana wasthembeni
pamamonya ipapo


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...