lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jah prayzah – kutonga kwaro

Loading...

haa woo ti.
tisvikewo pano
ndini mwendamberi

ndaakuchinja mutemo
zariraiwo dura
dzasvika rova ngoma
nyangwe huku dzamawundura
ndaakuchinja mutemo
zariraiwo dura
dzasvika rova ngoma
nyangwe huku dzamawundura
woye mambo
hero rasvika
gamba
kutonga kwaro
gamba
ngoma kwainorira
gamba
ngoma yamakajaira
gamba
inofadza nenherera
gamba
gamba ramakajaira
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
haiwa hongu here ndende vasikana
pamusoroi mambo
hongu here ndende muchadura
pamusoroi mambo
haiwa hongu here ndende vasikana
pamusoroi mambo
hongu here ndende muchadura
pamusoroi mambo
hayi rakanaka motyora muzura
rasvika gomba riya rinotonga musha
ziso paratsika pasi rinosiya radhindha
kangoma kekwedu kaye kanofana kadhimba
kayaya kori unowira mugomba
jerusarema kutamba kwavazumba
heee rasvika
gamba
kutonga kwaro
gamba
ngoma kwainorira
gamba
ngoma yamakajaira
gamba
inofadza nenherera
gamba
gamba ramakajaira
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
haiwa hongu here ndende vasikana
pamusoroi mambo
hongu here ndende muchadura
pamusoroi mambo
haiwa hongu here ndende vasikana
pamusoroi mambo
hongu here ndende muchadura
pamusoroi mambo
tioneiwo
tioneiwo
tioneiwo
tioneiwo
tioneiwo
tioneiwo
tioneiwo
tioneiwo
kundinyenyeredza
vanondidedera
kundinyenyeredza munzira
vanondidedera
nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini
kundizonda ndakavaremera ini
kuedza kundizonda, ndakavaorora ini
nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini
heee rasvika
gamba
kutonga kwaro
gamba
ngoma kwainorira
gamba
ngoma yamakajaira
gamba
inofadza nenherera
gamba
gamba ramakajaira
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
kutonga kwaro
gamba
haiwa hongu here ndende vasikana
pamusoroi mambo
hongu here ndende muchadura
pamusoroi mambo
haiwa hongu here ndende vasikana
pamusoroi mambo
hongu here ndende muchadura
hongu here ndende varumewee
hongu here ndende muchadura


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...