lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jah prayzah – emerina

Loading...

tsikai, tsikai
imi simukai amai
tsikai, tsikai

imi simukai amai

tsika, tsika ‘we
amai kani
tsika, tsika ‘we
amai kani

tsika, tsika, tsika wega
tsika wega, tsika wega
tsika, tsika, tsika chete
ha tsika wega

emerina, simuka
ita kukambaira simuka
kudhakwa foshoro, amai ndauya
heee-he
emerina, simuka
ita kubata ura simuka
kudhakwa foshoro, amai ndauya
heee-he

aiwa usandipedzere nguva
inga zvakanzi kufa kuchauya
aiwa usandipedzere nguva
kana kune nhamo ichauya

rova ngoma tiende iwe
rova ngoma tiende

aiwa usandipedzere nguva
he-e nguva yangu usandipedzere nguva
inga zvakanzi kufa kuchauya
usandipedzere nguva
aiwa usandipedzere nguva
he-e nguva yangu usandipedzere nguva
kana kune nhamo ichauya
usandipedzere nguva

emerina, simuka
ita kukambaira simuka
kudhakwa foshoro, amai ndauya
heee-he
emerina, simuka
ita kubata ura simuka
kudhakwa foshoro, amai ndauya
heee-he

tipinde, tipinde,
mavara edindingwe
vakaye vakuti nde
mukaka haurungwe
mumwe nemumwe
sematsika mabvunze
__ riya rotsika pasi kani, musandibvunze

emerina, simuka
ita kukambaira simuka
kudhakwa foshoro, amai ndauya
heee-he
emerina, simuka
ita kubata ura simuka
kudhakwa foshoro, amai ndauya
heee-he

amai kani! hoyo, mwana anowira muchoto
suduruka, taramuka kun-bvira kamoto

amai kani! hoyo, mwana anowira muchoto muchoto!
suduruka, taramuka kun-bvira kamoto


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...