lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu leonard dembo - shiri yakangwara

Loading...

[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti
pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
inokandira mazai akafanana nevhu
iyo hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe

[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
zano rako chete, ndiro guru pak~misa bango rako
zano rako chete, ndiro guru pak~misa musha wako
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunofunga
zano rako chete ndiro guru pak~misa bango rako


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...