
lirik lagu leonard dembo - seiko
[verse 1]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
[verse 2]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndarama
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndaramba
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
[verse 3]
enda zvako mudiwa w~ngu handichakuda
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
zvako iwe mudiwa w~ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w~ngu ndezvemahumbwe
zvako iwe mudiwa w~ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w~ngu ndezvemahumbwe
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w~ngu hauchandida
[outro]
asi iwe mudiwa uri mayazi
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu marcysia - kioto
- lirik lagu chanan - yung star
- lirik lagu sal valentine - self destruct
- lirik lagu will haven - the siege
- lirik lagu gxner. - infrared
- lirik lagu clay0127 - xigbar
- lirik lagu brian courtney wilson - no other
- lirik lagu cleo - seu fim
- lirik lagu craig smith (ccm) - single heart
- lirik lagu 97inco - plata o plomo