lirik lagu leonard dembo - nhamo moto
[verse 1: leonard dembo]
ndicho chirairo chako mwanangu nherera
chirairo chako misodzi nherera hona
ndicho chirairo chako mwanangu nherera
chirairo chako misodzi nherera hona
nhamo moto mwanangu nherera
unopisa nechisakapara mhosva hona
nhamo moto mwanangu nherera
unopisa nechisakapara mhosva hona
nhamo idoro mwanangu nherera
harina warimwa nhasi nherera hona
nhamo idoro mwanangu nherera
harina warimwa nhasi nherera hona
tsvaga anokuroora mwanangu nherera
uwane anokuvaraidza nherera hona
tsvaga anokuroora mwanangu nherera
uwane anokuvaraidza nherera hona
[verse 2: leonard dembo]
inga vamwewo vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
inga vamwewo vanovaraidzawo wani (vanovaraidza)
inga vamwewo vanovaraidzawo wani (vanovaraidza)
inga vamwewo vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
[verse 3: leonard dembo]
vasikana patsime vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
vasikana patsime vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
vakomana vazvino vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
vakomana vazvino vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu gwercity - 1 gadjo 1 gadji
- lirik lagu durag amiri - смотрят
- lirik lagu tiago arrais - outra vez
- lirik lagu rubrush - грустный дож (sad ra)
- lirik lagu kathmandu - letter
- lirik lagu polywhy - botox
- lirik lagu young puszek - whiskey
- lirik lagu vioitkittin - built for this
- lirik lagu ruggero - serenata
- lirik lagu switchee - number one fan