
lirik lagu leonard dembo - mai nevana navo
[verse 1: leonard dembo]
mai vane vana vavo
vanovandenderedza
vanovandenderedza
hapana wavanorasa
[verse 2: leonard dembo]
mai vane vana vavo
vanovandenderedza
vanovandenderedza
hapana wavanorasa
[verse 3: leonard dembo]
kunyangwe rikava benzi, vanongondenderedza
vanongondenderedza
havarase kana mumwe
[verse 4: leonard dembo]
kunyangwe rikava benzi, vanongondenderedza
vanongondenderedza
havarase kana mumwe
[verse 5: leonard dembo]
kana mukaenda mukavaona mhai
munditumira tsamba
kana kunditumira shoko
kana mukaenda mukavaona mhai
munditumira tsamba
kana kunditumira shoko
[verse 6: leonard dembo]
kana ndiri kure mhai
ndichatumira tsamba
kana kungotumira shoko
kana ndiri kure mhai
ndichatumira tsamba
kana kungotumira shoko
[verse 7: leonard dembo]
mukoma shandai muchifunga k~musha
mukoma shandai muchifunga k~musha
makakura muri nherera hanzvadzi
amai vakatambura nesu
mukoma shandai muchifunga k~musha
mukati dendеra mangwana moenda k~musha
mukati dendera mangwana moеnda k~musha
mukati dendera mangwana moenda k~musha
mukati dendera mangwana toenda k~musha
tikati dendera mangwana toenda k~msha
kwatinoona vadiwa vamukoma
tikati dendera mangwana tofunga k~musha
ndikafunga dendera mangwana ndoenda k~musha
[outro: leonard dembo]
vakoma tsamba ndakaiona zvese ne shoko zvakasvika
zvino ndanga ndati munditumirewo shuka ne chingwa ndakuvara ne drought kuno
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu eru & jengyab - ağir gelir
- lirik lagu lilypichu, vgr & oxlo - train of thought
- lirik lagu 山下智久 (tomohisa yamashita) - hit the wall
- lirik lagu jason mysteria - pirate lady island
- lirik lagu eric reprid - autumn crashout
- lirik lagu lee scott - exenterate (lawd willin)
- lirik lagu maberry - the hardest part
- lirik lagu mitski - last words of a shooting star (live)
- lirik lagu наоко/стопт@йм (stoptime) - милый (honey)
- lirik lagu neromun - im licht