lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kul chops - vanotaura vese

Loading...

kul chops’ verse
zvemoyo wazvimbisa
kana zvirizvelove tatodeepisa
hapana angataure hapana angapindire pa~love inopisisa
chakakosha rudo
tikanzwanana baby patonechipo
patonachipo

chorus
ndoda tiridze muridzo mhururu the next day
sithabeli usisi sefikile
sithabeli usisi sefikile
ndoda tiridze muridzo mhururu the next day
ndati baby don’t worry
vanotaura vese vachanyarara

pteyn’s verse
i wanna be with you
when the sun comes out
mangwanani anoda murivanhu two
ndozvandairota
all my life i will be by your side
ndakatopikira ride or die
hamurambike mai mwana
ndakatopikira ride or die
ndoda tiridze muridzo mhururu the next day
zvakangotanga kurongeka zvega pandakakuona the first day
mama vobvunza kusimba kudai
kubuda matama kowaidyei
ndikati mama don’t worry
rurikubvira kuno tirikudanana
chorus
ndoda tiridze muridzo mhururu the nеxt day
sithabeli usisi sefikile
sithabеli usisi sefikile
ndoda tiridze muridzo mhururu the next day
ndati baby don’t worry
vanotaura vese vachanyarara

outro
zvemoyo wazvimbisa
kana zvirizvelove tatodeepisa
ndiani angataure ndiani angapindire pa~love inopisisa
chakakosha rudo
tikanzwanana baby patonechipo
patonachipo
ndoda tiridze muridzo mhururu the next day (zvakangotanga kurongeka zvega pandakakuona the first day)
sithabeli usisi sefikile
sithabeli usisi sefikile
ndoda tiridze muridzo mhururu the next day
ndikati mama don’t worry
vanotaura vese vachanyarara


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...