lirik lagu killer t - tinenge tichikuonai
yo questa
tinenge tichikuonai
coldazi
hot property
tinenge tichikuonai
[chorus]
tinenge tichikuonai
pamunofunga kuti ndimi mune yese apa musina dhiri
tinenge tichikuonai
pamunozama kuramba ma disguise uko tichidhabula
tinenge tichikuonai
pamuno uya makabatwa uku muchizviita masober stands
tinenge tichikuonai
pamun0bhaiza kufarira ma works uko muchirwadziwa
ehe tazova dhabura, vanga vangojaira kuita pachihwandira
vataurire kuti nhasi ndovapedzera, zvekusizer mahater ndopazvino perera
vanhuiko vanonyangira kunyangwe neyaona, semarasta tenge tichida kughara tavatuner
vataurire kuti nesu zvino guma k-mapena
pamuno zama kuti shirida tinenge tatoona
[chorus]
tinenge tichikuonai
pamunofunga kuti ndimi mune yese apa musina dhiri
tinenge tichikuonai
pamunozama kuramba ma disguise uko tichidhabula
tinenge tichikuonai
pamuno uya makabatwa uku muchizviita masober stands
tinenge tichikuonai
pamun0bhaiza kufarira ma works uko muchirwadziwa
tinenge tichikuzivai zvedu ehe
musationa takanyarara zvedu
kungoti hatidi kulouda zvedu
tinenge tichiziva zvinhu zvedu
tinenge tichi dabura muchizvinetsa, muchiti hatizive tichizvi keta
pamuno ita zvinhu zvenyu zvakaneta, chimbo zamai imwe skiri iri better
[chorus]
tinenge tichikuonai
pamunofunga kuti ndimi mune yese apa musina dhiri
tinenge tichikuonai
pamunozama kuramba ma disguise uko tichidhabula
tinenge tichikuonai
pamuno uya makabatwa uku muchizviita masober stands?
tinenge tichikuonai
pamun0bhaiza kufarira ma works uko muchirhwadziwa
…
ehe tazova dhabura, vanga vangojaira kuita pachihwandira
vataurire kuti nhasi ndova pedzera, zveku sizer ma hater ndopazvino perera
vanhuiko vanonyangira kunyangwe neyaona, semarasta tenge tichida kughara tavatuner
vataurire kuti nesu zvino guma k-ma pena
pamuno zama kuti shirida tinenge tatoona
[chorus]
tinenge tichikuonai
pamunofunga kuti ndimi mune yese apa musina dhiri
tinenge tichikuonai
pamunozama kuramba ma disguise uko tichidhabula
tinenge tichikuonai
pamuno uya makabatwa uku muchizviita masober stands
tinenge tichikuonai
pamun0bhaiza kufarira ma works uko muchirwadziwa
tinenge tichikuzivai zvedu ehe
musationa takanyarara zvedu
kungoti hatidi kulouda zvedu
tinenge tichiziva zvinhu zvedu
tinenge tichi dabura muchizvinetsa
muchiti hatizive tichizvi keta
pamuno ita zvinhu zvenyu zvakaneta
chimbo zamai imwe skiri iri better
[chorus]
tinenge tichikuonai
pamunofunga kuti ndimi mune yese apa musina dhiri
tinenge tichikuonai
pamunozama kuramba ma disguise uko tichidhabula
tinenge tichikuonai
pamuno uya makabatwa uku muchizviita masober stands
tinenge tichikuonai
pamun0bhaiza kufarira ma works uko muchirwadziwa
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu casual d - getouttheway
- lirik lagu neophyte - timebomb
- lirik lagu death (metal band) - zero tolerance
- lirik lagu hatal kayber - eskisi gibi yazamıyorum
- lirik lagu tondi rams - caroline
- lirik lagu verhoog - friends
- lirik lagu brooks brown - leaving soon
- lirik lagu mosie - strayhorn
- lirik lagu harley poe - i've got problems
- lirik lagu phangs - time goes by