lirik lagu killer t - takangodaro
[intro: killer t]
ptk music
ayanaya for real
pari tricky
sano jaira zviripo
[bridge: killer t]
kana wakatongozvarwa neskiri rako iroro, chitongofamba neskiri rako
kunyangwe uchifaisa madhiri ako iyayo, chitongofaisa neskiri rako
[chorus: killer t]
nekuti
takangodaro, takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
takangodaro, takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
[verse 1: killer t]
tinodzirova ngoma, kunyangwe tiri surbabheni
pavanorara na6, isusu tinorara na10
pavanotsvagwa k-mba, isusu hatirare paden
pavanofamba nepfuti, isusu tinofamba najesu
[chorus: killer t]
takangodaro, takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
takangodaro takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
[verse 2: killer t]
veghetto rangu dairai (ahoooooo)
maghetto yuts dairai (ahoooooo)
hatife takasiya kwedu kwatinoziva
tinongomira-mira, tichitodaidzira
ptk music
[chorus: killer t]
takangodaro, takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
takangodaro takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
[verse 3: killer t]
tinodzirova ngoma, kunyangwe tiri surbabheni
pavanorara na6, isusu tinorara na10
pavanotsvagwa k-mba, isusu hatirare paden
pavanofamba nepfuti, isusu tinofamba najesu
[chorus: killer t]
takangodaro, takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
takangodaro takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
[verse 2: killer t]
veghetto rangu dairai (ahoooooo)
maghetto yuts dairai (ahoooooo)
hatife takasiya kwedu kwatinoziva
tinongomira-mira tichitodaidzira
[chorus: killer t]
takangodaro, takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
takangodaro takazvarwa takangodaro
hatiregere kuita hunhu hweghetto
[outro]
ahooooo
ahooooo
ahooooo
ahooooo
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu illeciti musicali - bla bla bla
- lirik lagu zoen dcn - the real life game of insanity
- lirik lagu minus one
- lirik lagu jet banana - baby i'm down
- lirik lagu bejo - gurififlay
- lirik lagu andrew st. james - makin' it great again.!
- lirik lagu yg - twist my fingaz
- lirik lagu mc cunhado - o amor me mudou
- lirik lagu atlas uncharted - sanguine
- lirik lagu vas leon - i'm reborn