lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu khiama boys - mabhauwa

Loading...

[verse 1: system tazvida & al!ck macheso]
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe (mabhauwa)
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe (mabhauwa)
haiite iyoyo
nhaka uchatondiroora chete

[chorus: system tazvida]
zvekukechwa~kechwa, ini handimbozvifarire
zvekukechwa~kechwa, ini handimbozvifarire
zvekukechwa~kechwa amai, ini handimbozvifarire
zvekukechwa~kechwa, ini handimbozvifarire
pa~restaurant ndichaendwa neni
pa~restaurant ndichaendwa neni
handidi pa~restaurant amai ndichaendwa neni
mabhauwa iwe ndidevo kani
mabhauwa iwe ndidevo kani
mabhauwa iwe ndidewo kani
ida mwana zvifambe
ungadya izvozvo
[pre~chorus: system tazvida]
mabhauwa iwe, ndide, ndide
mabhauwa iwe, ndide, ndide
mabhauwa iwe, ndide, ndide
mabhauwa iwe, ndide, ndide
ndide ndidewo

[verse 2: system tazvida]
amaihwe kani amai
amaihwe kani amai
endai mundoudza tete rose
nhasi mwana uye wandiramba
mabhauwa wenyu wandiramba
ndozviudza aniko amai, ah?
ndozviudza aniko amai?
iwe
zverudo zvagara zvinonetsa

[verse 3: system tazvida]
ndingafara seiko iwe wandiramba?
ho, ndingafara seiko iwe wandiramba?
ho, ndingafara seiko iwe wandira~
hama ndingafara seiko iwe wandiramba?
ho, ndingafara seiko iwe wandira~
baba ndingafara seiko iwe ini ndarambwa?
ho, ndingafara seiko ini ndarambwa?
hama ndingafara seiko iwe wandiramba?


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...