lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kazz khalif - mumwe wangu

Loading...

“mmm mm”
kazz khalif
yeah
“check”

rudo ruzere mumoyo
nderwako kani mumwe w~ngu
rudo ruzere mumoyooo
nderwako kani mumwew~ngu
nderwako, rwako
nderwako kani mumwe w~ngu
nderwako, rwako
nderwako kani mumwew~ngu

mumwe w~ngu
“mumwe w~ngu”
nderwako kani mumwe w~ngu
mumwe w~ngu
“hmm”
nderwako kani mumwe w~ngu
“ohhh”

chero vakati imi muchazvirega
tomiririrei tomirireiko
muchazvirega
tomirirei tomirireiko

rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwe w~ngu
rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwew~ngu

ayiwa ndozama
kuzamira iwe
zvine kakunakidza kana tiri pamwe
chero ndikangwava
ndongwavira iwe
zvine kakunakidza kana tiri pamwe

mumwe w~ngu
ndеrwako kani mumwe w~ngu
mumwe w~ngu
“hmm”
nderwako kani mumwе w~ngu

rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwe w~ngu
rudo ruri mumoyo mangu
nderwako kani mumwew~ngu

nderwako, rwako
nderwako kani mumwe w~ngu
nderwako, rwako
nderwako kani mumwew~ngu
mumwe w~ngu
“mumwe w~ngu”
nderwako kani mumwe w~ngu
mumwe w~ngu
“hmm”
nderwako kani mumwe w~ngu


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...