
lirik lagu jah prayzah - mhandu yenhamo
ndipei chirauro, ini handidi hove
musandipe katsanga, katsanga, ndinodawo munda
ndirimewo ndega (ahee, ahee) kangu kamunyorondega (ahee)
vanopa ruzivo havana umbimbindoga
ndini wekuuchira, ndichigamuchira
ndinoda kuchirwawo, ndichigamuchidza
ndimire semukono iwe, ndoti kokorigo (kokorigo)
k~mira kuti dzii pakati pembinga ipapo (ndipeiwo mazano ndive mhandu yenhamo)
vakarongeka vanoenda kwakarongeka (mhandu yenhamo)
vakarongeka vanoronga zvakarongeka (ndipeiwo mazano ndive mhandu yenhamo)
hari yaamai (ehunde) vakati haina usavi (ehunde)
vanoda chitaka chehwai (ehunde)
nhava yababa (ehunde) vakati haina mari (ehunde)
vanosenga gan’a (ehunde)
cheukai, (ehunde) ndiende pari nane (ehunde)
zvichida ishavi
cheukai, (ehunde) ndiende pari nane (ehunde)
zvichida ishavi
ndirimewo ndega, kangu kamunyorondega, mm
vanopa ruzivo havana umbimbindoga
♪
vembwachena, iwe kundidana nemutupo ndinomira zenze
kana ndaenda, mhoti vanga vari pano yanga iri nhengo
mwendamberi, iwe kundina nechidawo ndinomira zenze
kana ndaenda, mhoti vanga vari pano yanga iri nhengo (ah, mwendamberi)
ndoda iri mhou (ehunde) handidi mukaka
pfimbikai haikona kuf~kura pfimbi chengeta matura nhamo ichauya iwe
dzirege dzive nhiyo (ehunde) mazai haana muto (ehunde)
ndoda iri mhou (ehunde) handidi mukaka
pfimbikai haikona kuf~kura pfimbi chengeta matura nhamo ichauya iwe
siya dzive nhiyo (ehunde) mazai haana muto (ehunde) (ehunde)
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu birdflesh - all inclusive
- lirik lagu bright vachirawit - i think of you
- lirik lagu kman 6ixx, skelly12k, wacko dan - jump out
- lirik lagu peppe soks - mon frère
- lirik lagu alanbayer - приват (private)
- lirik lagu jaaiidan - fun 101
- lirik lagu 8corpses - bedlam
- lirik lagu луна (luna) - azucar
- lirik lagu frexzzinhearth - кэш (cash)
- lirik lagu sarah beatriz - esse vento vai passar