
lirik lagu jah prayzah - eriza
[intro: jah prayzah]
ndine hurombo, handina neremuromo
amai kani, maziso angu aone nhamo
ini rambe ndinyerere ndashaya zano
[chorus: jah prayzah]
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
[verse 1: jah prayzah]
mapurisa andipa ticket
zvikanzi soja unomhanyirepi?
kune kasweet chokoreti, kunge kazim–sset
kagugule painternet, izvi hazvidi secret
akambotamba pamarket akaita mashiripiti
pakazouya riot, kukanda tsvimbo mubhasiketi (aya hoye)
[refrain: jah prayzah]
ndanga ndirere amai ndazomuka
ndamurota achitamba ndikavhunduka
ndanga ndirere amai ndazomuka
ndamurota achitamba ndikavhunduka
[bridge: jah prayzah]
handiende vasikana ini (hee soja)
hameno vanongoridza tsamwa (hee warrior)
moyo yavo ine zidanda (hee soja)
aiwa kufara ndiro dama (hee warrior)
asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi (hee soja)
aiwa watikuvadza musana (hee warrior)
asika wabatanidza hama (hee soja)
aiwa watikuvadza musana (hee warrior)
asika wabatanidza hama (hee soja)
[verse 2: jah prayzah]
parinorereka zuva eriza
uchandiwana ndakak-mirira pamureza
parinodoka chete zuva eriza
ndikakushaya ndodambuka mak-mbo kunge hwiza
[chorus: jah prayzah]
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
[bridge: jah prayzah]
handiende vasikana ini (hee soja)
hameno vanongoridza tsamwa (hee warrior)
moyo yavo ine zidanda (hee soja)
aiwa kufara ndiro dama (hee warrior)
asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi (hee soja)
aiwa watikuvadza musana (hee warrior)
asi wabatanidza hama (hee soja)
aiwa watikuvadza musana (hee warrior)
asi wabatanidza hama (hee soja)
[pre-chorus: jah prayzah]
ndine hurombo, handina neremuromo
amai kani, maziso angu aone nhamo
ini rambe ndinyerere ndashaya zano
[chorus: jah prayzah]
eriza, iwe dzokorora
kutamba kwako kunondifungisa katarina
(zunza)
eriza (amai kani), iwe dzokorora (amai kani)
kutamba kwako kunondifungisa katarina
(zunza)
eriza (chitenderera), iwe dzokorora (amai kani)
kutamba kwako kunondifungisa katarina
(zunza)
eriza (tenderera), iwe dzokorora (iwe tenderera)
kutamba kwako kunondifungisa katarina
(zunza)
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu limsa - les fleurs de
- lirik lagu pix'l - c'est la guerre
- lirik lagu young ambitionz - fat bandz
- lirik lagu fred bongusto - vorrei
- lirik lagu issos - the leader of us
- lirik lagu toad & ray cheesy - milk and cookies
- lirik lagu james quall - beach blast
- lirik lagu fr3ddi3 - pina colada
- lirik lagu showbread - i'm afraid that i'm me
- lirik lagu violent femmes - love love love love love