
lirik lagu holy ten - musazvituma
usazvituma kunozvitutumadza
usazvituma kuzo zvi ay!
pangu ndapedza ndima
eh ndasakura ndima
eh handirare zvekudaro
gumbeze ine kamwe kakudzinga
gumbeze ine kamwe kakudzinga time
look at these people saying they love me
apa vano dissa tarenda
pane vano dissa tarenda
ngatisa tambe nepana pakirawa, hama
dai muchigara kwamau zvamawa, hama
awanda macowards
rasta people are fake
i might end up ndakutamba natawaz
i might end up ndakushanda pacar wash
life can change
kana uchida kuona magoons angu kwaakabva
endai kuzengeza
kana muchida kufona kwandakambo shanda
hazvina k~mbo shata
but ndini ndichaidaira phone and i’ll tell you “w~ngu ndak~mbo cutta”
pangu ndapedza ndima
eh ndakasakura ndima
eh handirare zvekudaro
gumbeze ine kamwе kakudzinga
gumbeze ine kamwе kakudzinga time
look at these people saying they love me
apa vano dissa tarenda
pane vano dissa tarenda
vanhu vanonetsa chamhamha
phone yangu haizorore
mai ndaswera ndakabata nhare mukoma w~ngu handizorore
kind ndeya mukudzei junior saizvezvi ndak~mbo ganza
hazvidi kuzoita baba vasina plan apa une mhanza
ndoswera panze ndochena pasi
kana zvikashanda ka ndotenda mwari
ndodzokera zasi
w~ngu mutupo ndoyera mhanzi
changu chisvuwo kufonera tammy
pakati pousiku, totaura zvousiku
kurebesa nyaya
tsamba dzomudzimu
zvakadai zvinozobvunzwa muchurch
iwe un0bvuma here
uno concluder here kuti chero uka, chero uka dei
musaswere muchitaura chirungu
mamusina hope ndobva maradzika hunu
musadaidza madhara ezvidumbu
vangazo…
vangazo sizer vasirivo
vachango svika
vadakuto tanga kuti vambinge
vakudakuto todhakwa patsime
dzangu ndapedza, ndima
eh ndakasakura ndima
eh handirare zvekudaro
gumbeze ine kamwe kakudzinga
gumbeze ine kamwe kakudzinga time
look at these people saying they love me
apa vano dissa tarenda
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu jaalid - you got me
- lirik lagu мот (mot) - мама, я в дубае (mom, i'm in dubai)
- lirik lagu cédric vieno - pogo jello tonka
- lirik lagu hinário luterano - conosco estás! ventura sem igual
- lirik lagu charle$ - i know you love me, but do you think of me, romantically
- lirik lagu xir & birol giray - sallan (beegee dance version)
- lirik lagu tiboy - intro
- lirik lagu ivory rasmus - atmosphere
- lirik lagu x614 - hurting
- lirik lagu karl - margiela