lirik lagu holy ten - ghetto redu
[intro: holy ten]
ah huh
ndokwazvakatangira
[chorus]
ghetto rine nharo, ghetto rine long story
ghetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tambo
ghetto redu w~ngu rina van choga
ghetto redu w~ngu rina van choga
ghetto redu w~ngu rina van choga
[verse 1]
hapana kana pressure, ndoshanda kusvika kwaedza
got the city on my back, musana w~ngu wakavezwa
yeah i put my momz’ girl child nemakudo
i told the girl child don’t act wild nemak~mbo
man~ggaz haazi safe, man~ggaz haazi safe
kiyirayi handzvadzi dzese, kiyirayi handzadzi dzese
i’m not a pressure guy, mabhebhi anotondizeza nhai
b~tch h~llo, yes, thanks, then ndapedza naye
chenjerai chenjerai mbeva dzamateva
chenjerai chenjerai kusengedzwa macheya
kugariswa padhaza, kutaridzwa kwamabva
chenjerai chenjerai kuseva pavateya
[chorus]
ghetto rine nharo, ghetto rine long story
ghetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tambo
ghetto redu w~ngu rina van choga
ghetto redu w~ngu rina van choga
ghetto redu w~ngu rina van choga
[verse 2]
ini handitobatike paden, masikati nemakuseni
manheru acho ndine purazi rema plan
purazi rema plans
ndakatora chimuti kubva kune vaya vatakamboudza kuti musaganzire mafans
ah, couple of my cousins been calling like
nhai iwe mordecai, hauchandione nhai
nhai iwe hauchafoni why?
i’ve been on the road, ndikasadaro ndoita rombe mhai
that’s what i tell them everytime
it’s true but then it doesn’t hurt to send them a reminder
tete ndichiriko, tete murichipo
ndichauya naye mudiwa w~ngu, munozviziva wani
[chorus]
ghetto rine nharo, ghetto rine long story
ghetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tambo
ghetto redu w~ngu rina van choga
ghetto redu w~ngu rina van choga
ghetto redu w~ngu rina van choga
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu salamii tk - hamster wheel
- lirik lagu passepied パスピエ - プラットホーム (platform)
- lirik lagu каспийский груз (kg) - в бараке (in the barracks)
- lirik lagu vybz kartel - nymphomaniac (clean)
- lirik lagu sevens.exe - journey
- lirik lagu francesco de gregori e giovanna marini - i treni per reggio calabria
- lirik lagu 더블케이 (double k) - dope
- lirik lagu lust - mercy
- lirik lagu lilbunny - shawty
- lirik lagu ana olic - mais nada