lirik lagu holy ten - deep down zaka
ten
yeah, zvichava zvazvichava
ah, takabva ku~deep down zaka, mudavanhu
you don’t know the story, saka panapa musaganze
mpfana w~ngu, kana uchiziva rinonzi dungeon
it’s that place at the bottom
kunyura kuri pachena (kunyura kuri pachena)
but hapana asina struggle
everybody’s background story checks out
avo rasta vane red, mukavarega vachitaura
ma~problems avo ese, yes ese tichamanzwa (ese tichamanzwa)
but i could never ever criticize munhu anoda moral support
i mean, i know zvakakosha
mu~life umu, pane vanoda pork yakagochwa, vamwe pork yakabikwa
zvido zvinosiyana, ini ndozvandadzidza (true)
jeso acha~picker either paul kana peter, ’cause ndovari kupisa
kwatakabva zvanga zvaka~shacker, tika~manager ma~tеmper
kutsamwa kune labour
takabva ku~deep down zaka, mudavanhu
you don’t know the story, saka panoapa musaganzе
mpfana w~ngu, kana uchiziva rinonzi dungeon
it’s that place at the bottom
kunyura kuri pachena (kunyura kuri pachena)
but hapana asina struggle
everybody’s background story checks out
avo rasta vane red, mukavarega vachitaura
ma~problems avo ese, yes ese tichamanzwa (ese)
but don’t get too excited (no)
don’t ask me kuti, “why weren’t you invited”
(why weren’t you invited?)
now, if these n~gga’s trying to act like ndivana mwari (whatchu do?)
just ask them kuti, “muri papi mubhaibheri?” (aye)
they just asked me kuti vari kuda kuita braai neni
hanzi kuna rutendo, kuna ruvimbo, kuna reggie
(w~ngu hanzi kuna reggie)
but hips won’t make me curve, w~nguda
i said, “hips won’t make me curve”
nah, i’ve seen a lot of them
vana vanotondida but inini ndogara ndega, ’cause rin0baya bag (eh)
chingoshaya chete, loyalty is rare
so, when you see us focussing on property, nje
i’ve never been talkative, injere yega irikushanda
and i’m watching n~ggas moving, vakandi~tester ndiri ku~passer
vaindi~fencer, vaindi~doubter
actually ngavatombovhura icloud (icloud)
’cause tine ma~pictures tese
last year chaiyo taka~spender christmas tese
back in high school, taitokanda discus tese
takambosheedzwa kwa~head tikanzi, “madzingwa imi mese”
vakambotitengera ma~drinks vaiti, “inwai mese”
vakambotisetera ma~chips vaiti, “idyai mese”
two mapurisa akatisunga akati, “dhizai tese”
iye gamu paakandituka waitovapo, w~ngu ndaiva wako
(so special)
takabva ku~deep down zaka, mudavanhu
tese, ukakazondirasa pana vanhu
ndopandakaona kuti pano pasi hapana changu
ah, ndezvamwari izvi (ndezvamwari), usazvitarise (usazvitarise)
usakaunze kasim, ndoda ari steady
makapfeka drip, but ndiyani murwere?
takabva ku~deep down zaka, mudavanhu tese
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu bxndz - prevail
- lirik lagu daniostar - sability (remake)
- lirik lagu stambl - trap evolution
- lirik lagu the brian jonestown massacre - all the feels
- lirik lagu ataquemos - cabro chico
- lirik lagu f$m k2 - one shot
- lirik lagu alok & cat dealers - boa sorte
- lirik lagu noahjooda (노아주다) - motnoah
- lirik lagu shakey graves - big bad wolf (live)
- lirik lagu nfl mateja - sneg