lirik lagu freeman hkd - vapfumi
ak something is a do for a living in mbare, hanik, play safe hkd
usangoti chese chawaona uno~admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig~ya
shanda zvako k~mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi~tryer
vacho vamunenge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w~ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu~life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma~top secrets avo avakavanza
w~ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu~life yako gutsikana
wawaona vane mazimotokari wongoti zvavo
asi hazvina kuuya nekuda kwesimba ravo
kuti vapfume pakashanda midzi nembash~to neropa vachiuraya hama dzavo
vanodiridza dzinde rerugare nemisodzi yevamwe kuti zvavo zvifambe
vamwe ndovanotengesera satan mweya wavakapihwa namwari kuti vazivikanwe
vane moyo yakaipa, patinonzwira vamwe tsitsi ivo vano~smiler
but still type yevanhu vakadai vakawanda vacho ndovanenge vane ndayi
vamunoti vapfumi vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w~ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu~life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma~top secrets avo avakavanza
w~ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu~life yako gutsikana
ende hapana chavanoshaya, hapana paunovaona vakabata shaya
patinoti njuga dzakarema, patinochema~chema zvavo ndipo pazvinofaya
havakudze akatisika, vanotoshamisika patoti dai mwari matinzwa
hameno zvavanongozviita, pavanongozviisa hobho vavakakitisa
usangoti chese chawaona uno~admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig~ya
shanda zvako k~mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi~tryer
vacho vamunge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w~ngu mira
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu ryan satyr - moon & tide
- lirik lagu eurt x - 7 blue rings
- lirik lagu zay carter - satellite
- lirik lagu hélio morais - almoço de domingo
- lirik lagu gandim - quase nos 40
- lirik lagu john blaq - hullo
- lirik lagu хику (hikuxd) - дизайнер (designer)
- lirik lagu demet sağıroğlu - resmen haksızlık
- lirik lagu oreo the animaniacs guy - dear mom (skit)
- lirik lagu ねっぱり一座 (neppari ichiza) - 残侠渡り鳥 (zankyo wataridori)