lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu daiton somanje - munoona sei

Loading...

[intro]
munoona seiko, munoona sei
munoona seiko, munoona sei
baba munoona seiko, munoona sei
baba munoona seiko, munoona sei
mai munoona seiko, munoona sei
mai munoona seiko, munoona sei

[verse]
ndakati kuchikoro, zvese makaramba
ndakati kuchikoro, zvese makaramba
ndakati ndotsvage basa, zvese makaramba
ndakati ndotsvage basa, zvese makaramba

[verse]
baba munoona seiko hupenyu hw~ngu, munoona sei
seiko munoona sei, munoona sei
mai munoona seiko hupenyu hw~ngu, munoona sei
seiko munoona sei, munoona sei

[verse] x2
imi amai musaite mangange, ndimi makandibereka
imi amai musaite mangange, ndimi makandibеreka
kani baba musaite mangange, ndimi makandibеreka
kani baba musaite mangange, ndimi makandibereka

imi amai musaite mangange, ndimi makandibereka
imi amai musaite mangange, ndimi makandibereka
kani baba musaite mangange, ndimi makandibereka
kani baba musaite mangange, ndimi makandibereka
[verse]
ndimi makandibereka, ndimi makandibereka
ndimi makandibereka, ndimi makandibereka
ndimi makandibereka wani, ndimi makandibereka
ndimi makandibereka wani, ndimi makandibereka
ndimi makandibereka eeeh, ndimi makandibereka
heee ndimi makandibereka eeeh, ndimi makandibereka

ndimi makandibereka, ndimi makandibereka
ndimi makandibereka, ndimi makandibereka
ndimi makandibereka, ndimi makandibereka
heee ndimi makandibereka eeeh, ndimi makandibereka
heee ndimi makandibereka eeeh, ndimi makandibereka

[ad~lib]
aliyo, ini ndakuenda manje
john [?], marondera

[ad~lib]
meroo

[ad~lib]
hokoyo

[ad~lib]
maiwee, ndachema
[chorus] x2
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makamanikidzwa here, naniko
makamanikidzwa here, naniko

[verse]
ndofa here neshungu muripo
ndofa here neshungu muripo
ndofa here neshungu muchindiona
ndofa here neshungu muchindiona

[ad~lib]
ariyo [?]
upile
ehehe
wachimbo [?], walaaa

[chorus]
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makamanikidzwa here, naniko
makamanikidzwa here, naniko
[verse]
ndofa here neshungu muripo
ndofa here neshungu muripo
ndofa here neshungu muchindiona
ndofa here neshungu muchindiona

[ad~lib]
maihwe, lakuja matwaranga [?]
wewe
iiiiiiii, iiiiiiii
ndachema mai
(whistles) ndakuenda malungo [?]

[ad~lib]
makandiberekerei musingandide

[ad~lib]
tema
wasunge
waurere chuma [?]
walaa
tivaichire kusaka
nominao [?]
hehe
karira mangwana [?]

[ad~lib]
rai, usacheme
tina, bye bye
roro, karira kabwana [?]
vengai, hameno zvako, bye bye

[chorus]
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makamanikidzwa here, naniko
makamanikidzwa here, naniko
ndofa here neshungu muchindiona
ndofa here neshungu muchindiona

[ad~lib]
(whistles) somaa
upile, bye bye
manuwero
waimu [?], ndakuenda wewe
hariri, marungo

[outro]
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide
makandiberekerei musingandide


Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...