
lirik lagu alick macheso - kuverengera
[verse 1: al!ck macheso]
waimuona uchimuchiva nekuda kwerunako rwake, rwaakabarwa anarwo neva bereki vake
vanondiona vanozviva, fambidzano w~ngu ini naye kuti, takadaro titori chinhu chimwe chete
kusaziva kuti anoti tiri ani naani
kuda zvimwe anoti tiri bhudhi na sisi
zvimwe zvacho tinonetsa kuzvihwisisa!
[pre~chorus: al!ck macheso]
“iye, nekuti ndew~ngu”
“iniwo, nekuti ndiri wake”
[verse 2: al!ck macheso]
kudai ndiri ini zvangu kana kuti dai ndiri iye handairebesa munamato sadza richipora
kudai ndakazvifunga kare ndaigara ndakangomuudza nezve shoko rangu rerudo naye
kuverengera chete ndiko kwakaitika
uyewo zvangu handina wekuchema naye
kuverengera chete ndiko kwakaitika
[pre~chorus: al!ck macheso]
“ini, nekuti handisi wakе”
“iye, nekuti haasi w~ngu”
[verse 3: al!ck macheso]
wandapfimba newе unoda kupfimbawo
wandapfimba newe unoda kuofimbawo
wandatora newe unoda kutorawo
wandatora newe unoda kutorawo
“vari~ivo~vaye~vaye~vana muronda tsimba!”
“vasiye~vacharumwa~nechekuchera~aah!”
[verse 4: al!ck macheso]
wandapfimba newe unoda unoda kuofimbawo
wandapfimba newe unoda kuofimbawo
wandatora newe unoda kutorawo
wandatora newe unoda kutorawo
“vari~ivo~vaye~vaye~vana~ muronda tsimba”
“vasiye~vacharumwa~nechekuchera~aah”
[chorus: al!ck macheso]
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
hona~zvavave nhasi!
[chorus: al!ck macheso]
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
hona~zvavave nhasi, hona~zvavave nhasi
tarira kwazvakusvitsa~a
tarira kwazvakusvitsa~a
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu lil henjin - llama
- lirik lagu my bitter end - neighbors
- lirik lagu friso - geek
- lirik lagu freddy vorobev - с днём рождением (happy birthday)
- lirik lagu cowboii & shaunmusiq - bayephi
- lirik lagu tribunal - the path
- lirik lagu paco cathcart - bottleneck blues
- lirik lagu whxami - motion
- lirik lagu spectre (rapper) - 6 god
- lirik lagu vayne (irn) & moreshahin - real