lirik.web.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jah prayzah – ndide ndikude

Loading...

ndide ndikude
ndide ndikude
eh my baby ndide ndikude

kana paine chaunoda ndik-mbire ndikupe
usandikanye tambudzika dambuke
pakuvira kwezuva ndirangarire eh eh
kana ngoma yarira
simuka
vanokuzeza (simuka) vanokusvika mhozi(simuka)
matambiro aunoita
oh eh-eh-eh
vanokuzeza (simuka) vanokusvika mhozi(simuka)
matambiro aunoita
oh eh-eh-eh
haatsike pasi anofambira mudenga dhali wami
haatsike pasi izvo zvinonyanyisa kutora mwoyo w-ngu
haatsike pasi anofambira mudenga dhali wami
haatsike pasi izvo zvinonyanyisa kutora mwoyo w-ngu
kanondibaya kanondigara pamoyo
karope kake kaya kanoti mba-mba-mba
kanondibaya kanondigara pamoyo
kashamhu kake kaya kanoti hom-hom-hom
kanokuzeza (simuka) vanokusvika mhozi(simuka)
matambiro aunoita
oh eh-eh-eh
vanokuzeza (simuka) vanokusvika mhozi(simuka)
matambiro aunoita
oh eh-eh-eh
vanonditarisisa ndinewe
ngirozi yekudenga yazvo
zvimwe ndiwe
handichak-mbire
denga rakatambanudza maoko kare
ngirozi yekudenga yazvo
zvimwe ndiwe
vanokuzeza (simuka) vanokusvika mhozi(simuka)
matambiro aunoita
oh eh-eh-eh
vanokuzeza (simuka) vanokusvika mhozi(simuka)
matambiro aunoita
oh eh-eh-eh
haatsike pasi anofambira mudenga dhali wami
haatsike pasi izvo zvinonyanyisa kutora mwoyo w-ngu
haatsike pasi anofambira mudenga dhali wami
haatsike pasi izvo zvinonyanyisa kutora mwoyo w-ngu
kanondibaya kanondigara pamoyo
karope kake kaya kanoti mba-mba-mba
kanondibaya kanondigara pamoyo
kashamhu kake kaya kanoti hom-hom-hom(ndide ndikude)
ndide ndikude
eh my baby ndide ndikude(ndikude ndikude)
kana painechaunoda ndik-mbire ndikupe(ndikupe ndikupe)
usandikanye tambudzika dambuke
ndirangarire eh-eh kana ngoma yorira

Lirik lagu lainnya:

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...